Комментарии:
Mu family make zvinotozikanwa izvi asi kuti ignorance chete ndoirimo. Elders in her family are so selfish hapana pavangarega mwana akamira ega panyaya yakadai
ОтветитьMadzibaba vaitosvira mwana avo ....mwana ari grade 1 kwaakusvirwa nezimboro rababa avo agogona kufamba tibvirwe apa kane nhema aka
ОтветитьMwana aonda uyu shem fungwa dzawanda veduwe Zvakaoma mwari veduwe honai mwana uyu
ОтветитьZviriko izvo vana baba nhubu vanobata vana vehama vachiramba ngavasungwe baba avo vakabata mwana vachiyitira kunzi hurudza pakurima
Ответить@robertapfumaneyi is there a way of proving that thing thats poping down there kuti its true chinobuda chinhu chacho. Am not saying she is lying but just to confirm it’s true as your job.
ОтветитьRobert urihiro muzimbabwe iwe nyaya dzaunotipa dzinotiponesa dzinoponesa vamwevanhu vasingafungire
ОтветитьNdine room ku epworth kana achida kunogara pa stand pangu
ОтветитьVanhuvamwari zvekuti munosvaga hamadzemwana uyu siyanai nazvo batsirai makanyarara please regai kusvagahama dzichamuda kana aveneparinani pekuisa musoro please hama dzemwana uyu adzina basa ibwa koz vatadza kubatsira mwana varikudzingira mabhinya
ОтветитьThank you Zimbeat news nemhuri yeZimbabwe mukubatsira Juliet. Usarase tariro Juliet this is the beginning of a new life vese vari kukusema panguva ino vachakuyemura manje manje, Mwari wedu haakundikane
ОтветитьJulie go to Gogo Chamboko she is in yucbe ?she is in Harare.
ОтветитьKo vari kuramba maivepo here pazvaiitika
Dzikave hama dzenyu munonzwa sei
No u did help her a lot but chibereko wounds they need chivanhu the hospital does work For that?you are the best doctor 🧑⚕️ never listen to anyone .be blessed 😇
ОтветитьChief Kandeÿa ngaape mwana uyu stand then vanhu vari kuda kubatsira votangira ipapo
ОтветитьVanhu vari kt manyepo , zvikazouyawo kumwana vako ndipo muchazobvuma. Sekuona kwangu Juliet ari kurevesa , vanhu vari kuromba kunze uku , uye vabereki ava vose yaive secret yavo vaisada kt zvizobude kudai asi kukohwa fodya voita cash throw Juliet's blood. Dai avanirwa hake stand yake samai Juju vaye vekuchema mudare ramambo Nyamaropa.
ОтветитьThe thing is mapostori apaza misha yakawanda yevanhu but pa nyaya iyi its its clear baba vaka bata chibharo mwana madzibaba ndobvumirana nemi Mwari vakukomborerei hope kuzosanganiswawo nemi
Ответитьit's high time our judiciary system introduce a lying detecting procedure, ndozvinopedza masports!taneta nemabhinya anosiiwa achiita zvavanoda
ОтветитьInga adzikira Juliet shem
ОтветитьTinotenda madzibaba Inock makasunungura mwanasikana panjodzi hutanohwake hwadzokedzana .
ОтветитьMurume wacho oramba mukadziwake enyaya yehurwere hre mwari pindirai womira nani sure vabereki ahana murume womuramba futi shm zvorwadxa izbi zvino paachabva kwamadzibba achaendepi nhayi mwari mwana mudiki watambura sure munzweyiwo veduwe
ОтветитьMai vacho vaifanirwa kumira nemwana wawo kwete kuenda kudivi rwemurume ayibata mwana mudiki chibharo akazomusiya aine zvirwere zvisingarapike futi●Murume wake imboko futi bcz hautize Mkadz nekuti arikurwara apa akakubarira mwana futi
Ответитьkakaumba nyaya just because vaida kukabvisa muzambara ....hakachengeteke..biting the hands that feed her
ОтветитьWeldone madzibaba kp going nebasa renyu
ОтветитьThe sin of raping your child will forever haunt you. Anoziva chokwadi ndivo vari2 naMwari, zuva rekutongwa richasvika, reurura urimupenyu upone.
ОтветитьNdine urombo nehama neshamwari vanosuppoter zvakaipa vengai mhosva kwete munhu jully Mwari wariko kudenga nyangwe hama dzse dzikakuramba asi Mwari havakusiye
ОтветитьWanhu watema takapusa maningi because dai baba akamubata chibharo zvekuromba vaizomurapisa here, we must wake up kuziva chokwadi
ОтветитьBhora mberi sekuru Mrehwa tiri vanhu venyama hatigutsikane zvisakudzoserei kumashure
Ответитьbaba avo rinotova bhinya haungatori mkadzi wemunin'ina wako ngaapinde mukat mudhara uyo akatoratidz kut ibhinya paakatora mainini mkadzi wemunin'ina
Ответитьl understand you because l pass through the same
Ответитьthank you madzibaba may God bless you
ОтветитьUmmm even tone yake ikuratidza kty she if affected mentally nd physically
ОтветитьGuys ku raper mwana, hakutore zvamurikufunga. Anobvirwa kure mbichana mbichana kusvika avhurika pasina kana kutadza kufamba. My church pastor did this to me and i am crying everyday of my life. This started at age 6.musataure zvekuti unozviziva sei. Guys hamuzive what memories does to you when yiu have a question mark.
ОтветитьHupenyu hwenherera ndohwaarikurarama
ОтветитьBe strong Juliet,Mwari vachakuitira nyasha
ОтветитьHupenyu wakaoma chokwadii
ОтветитьThis story yakafanana neye zuva randisinga kanganwi mwana akanyora rondedzero yekuti baba vaindibata chibharo hapana akanga azviona dai mwana asina kunyora home work zviriko izvi
ОтветитьShem adzikira Julie be strong
ОтветитьNezita rajesu unopora Julie kuipa kwezvinhu kunaka kwazvo
ОтветитьNdinemi pabasa rose ramunobata mkanya
ОтветитьMadzibaba Enoki you played your role pahupenyu hwaJuliet yekuti apore ndiMwari vakaita kuti zviitike.Apa pakudiwawo go back to sender chiregai vamwe vanozvigonawo vaitei kwete kuita sekuti hamuchatode kuti abatsirwe nemumwe munhu
ОтветитьYakazopera sei nyaya iyi
ОтветитьFrank thank u sir
ОтветитьMy Chief Mutasa was going to handle this case differently
ОтветитьNyaya dzakadai dziri tric shem
ОтветитьPresenter ...thumbs up !
Mwari akukomborerei.
Nhema dzega dzega muporofita akutoshandisa mwana uyu
ОтветитьGrade 1 ipapo ndazviramba hapana chaunenge uchiziva
ОтветитьAye manyepo mporofiti hasiriryt y vasaende kumwe
ОтветитьMwari ngavapindirewo pamwana uyu veduwe ndarwadziwa ini hangu mwari wedzerai makore akawanda ndarwadziwa ini vanababa musadaro veduwe vana kunyangwe ariwo mwana wemukadzi ivaiwo nemoyo veduwe
ОтветитьMadzibaba tinokutendai nekutenda kutumwa namwari makashanda basaramaka tumwa namwari zvevanhu hamungava gone vakaramba kanajesu chaiye saka rambai makashinga ndatenda hangu
Ответить