Комментарии:
Munhu haarove 💔
ОтветитьRIP my sister
ОтветитьIt's so sad 😢
ОтветитьIt really hurts 😢😢
ОтветитьHmmm zvakaoma 😢😢😢
Ответить💔This story touched my heart, ndakashayawo tete vangu 2021 kumhondoro tikazongowana dehenya ne a few bones aisazara small plastic bag. Ndarwadziwa. Even upto now We don’t know who or what killed my aunt 💔💔💔💔😭😭. Ndinoti kumhuri ya Stella Mwari ngaakunyaradzei 💔💔
ОтветитьZvorwadza izvi 💔💔💔😭😭
ОтветитьZvinobaya moyo izvi mai vakafa zvinorwadza,uuumm ndarwadziwa😢
ОтветитьDai vakabatwa ava vanhu devils
ОтветитьUmmm zvinorwadza veduwe kuwana mabonzo here veduwe
ОтветитьZvorwadza ummmm
ОтветитьKo madzimambo hudyire ndehwei nhy,kubhadharisa vanhu vafirwa zvakadaro.musadaro imi
ОтветитьZvorwadza kufa seibwa kunge wanga usinga zvishandiri😊
ОтветитьZvakawoma hazvo
ОтветитьMadzimambo ave kuda kudya chete
ОтветитьAsi kuzoineka mabhonzo asina kukwana fut kusvika munhu aore asinganzwiki here veduwee or vakazonorasa ave mabhonzo
Ответитьzvorwadza endai kumhuri yemvurumi monoudziwa zvokuita stellar amuke
ОтветитьMweya wake ngauzorore murugare
ОтветитьUuuuuuuum zvakaoma😭😭😭😭😭😭😭
ОтветитьUuuuuuuum zvakaoma😭😭😭😭😭😭😭
ОтветитьRest in peace sister
ОтветитьNematambudziko Baba na Mai ne mhuri .Mwari vakunyaradzei.God is not a sleep God .RIP Stella
ОтветитьSo sad Zim yashata veduwee😢😢😢
ОтветитьHaaaaa zvakaoma hazvo vanhu vaa mhuka mwari pindirai sorry hama norufu runorwadza
ОтветитьNdarwadziwa😢😢
ОтветитьR.i p kwaze kwanzima zihlobo
ОтветитьMwana watete vangu rest in peace daughter wangu
ОтветитьEndai kwaMuracle poul mhondi dzibatwe idzi
ОтветитьNyaradzwai baba namai nevana nehama dzose dzaStella
ОтветитьStella irwa kani
ОтветитьStella case yake neya moreblessing yeku nyatsime
ОтветитьNematambudziko mhuri yose nyaradzwai nashe ... ronda racho haripore zvaro asi hapana zvekuita only God knows
ОтветитьChemai netariro baba namai mhandu yemunhu munhu hama
ОтветитьFutika mmm nyika yedu yarwadza hama dzangu. Zvinorwadza izvi kani. 😢
ОтветитьSaka mhondi dzirikuwanda dai ndopaunorangarira Mugabe
ОтветитьMambo munonyadzisa kuda mari kudaro kunge zvino vakazvida kuti zviitike nxaa
ОтветитьBaba vari kurwadziwa ava moms vane hushingi
ОтветитьMwari vakunyaradxei
ОтветитьNgavaende Kuna Mukotsanjera ndokumunda vanouya tinoti nematambudziko
ОтветитьUmmmmmm I suggest for a DNA test for those remains if the body was decomposed beyond recognition. She might hv been kidnapped then the criminals took someone else's remains then left her clothes, phone and other belongings on the scene so that if found ppl will just conclude ot was her.
ОтветитьZvinorwadza shame ngavaende ku network yaaishandisa vadzosere zvinhu zvese zvakadelete kuphone that can help kuti vaone ndiyani waaitaura naye hakuna mbavha inodiyq mari ne phone 😢😢
ОтветитьThe bones also need a DNA,kune vamwe vakaviga maremains coz vanga vaziva nekubeliever hembe yet anga asiri munhu wavo.
ОтветитьZvakaoma mwari vakunyaradzei
ОтветитьMay her dear soul rest in peace
ОтветитьKuvhiya munhu semombe kudaro here....nyika yedu yazara mhondi hamawee.....dai hurumende yagona shuwa kubanner zvimota
Ответить😢😢😢zvorwadza weduwe
ОтветитьMmmmm zvakaoma hazvo 🙌🙌🙌Mwari honi zvoita nyika
ОтветитьEish chiiiko ma zimba mweyayi nhai but vakazviita havasi mbavha munhu aitoziva kuti ayida kumuuraya
ОтветитьIts a sad story .kana usati wambosangana nazvo u will think inhema.i experienced it in 2016 .i lost my young brother only to be found ave mabhonzo after a month musango
ОтветитьVeduwe from chitungwiza kunoparadzirwa kure kwese uko ha zvakaoma hazvo
Ответить