Комментарии:
number 1
ОтветитьTwumadhara hatugone kutonga utwu.Chigodora ari nani zvake
ОтветитьDare iri harisi kugona kutonga nyaya yeminda haitongwa pasina baba muridzi wemunda...mukadzi uyo muuyi
ОтветитьMatauriro euyu mwana is very rude kusvika pakuti iwe mukadzi wababa wake haaa hazviiti
ОтветитьZvimwe zvidare Soo kkk
ОтветитьSabuku kutsamwa kunzi inda unorara kkkkk life yacho apa onzizve mbudzi mbiri kkkkkkk apa ndiye auyako kkkk ndase kkk ndega ngasi kkk
ОтветитьSaka Sabhuku obhadhara 2 mbudzi ozopedzerana ne chikomana?? Paida Makoni Apa alongside Tsanzaguru parohwa Mfana uyu livestock
ОтветитьKo raster avo ndivo Mambo hre aaah
ОтветитьRaster anobhowa uyo
ОтветитьKutonga nedemo. Zanu haisi yega. Sabhuku vaenda sewitness vakadzoka vava nechikwereti chembudzi mbiri.
ОтветитьNdakambozvitaura kudi dare iri ngarivharwe😂😂😂😂 shuwa mambo uyo baba vake vaive mambo here or akazongoiswawo😂 shuwa ka😂😂😂
ОтветитьHaa dare iro is a complete joke, harina kutsiga pachivanhu, kamuchinda ako kangaregwa kachiti iwe kunamai zvotopera zvakadaro saka chivanhu chacho chiripapi
ОтветитьSandiro dare rekutonga Sithole n'anga here iri
ОтветитьMa step mother mune nhamo
ОтветитьCeremonial mambo rastar awo ndovakutozviita mambo
ОтветитьHaaa mambo sabhuku idziso renyu ko zvomomubaya muziso achaona sei??? Kutadza kuranga mukomana uyo Raster
ОтветитьSabhuku mutunduwe akadzingwa kare pahusabhuku,tohuranga magrade seven muform 4 achihuranga
ОтветитьJohn baber grade seven rovha rakangwara
ОтветитьMinda haitongwe baba vasipo Mai Mutorwa andigariswe dare pakadai
ОтветитьToo much dramas
ОтветитьKadare aka soo 😂😂😂hapana zvinozikanwa netudhara utwu
Ответить